GAME CHANGER
Leonard Karikoga Zhakata Lyrics


Jump to: Overall Meaning ↴  Line by Line Meaning ↴

Zvawada izvi zvinoda kutoruma muromo, Teerera
Inzwa zvawada izvi zvinoda kutoruma Muromo teerera
Uchavawana variko vachiita madiro
Vakatorevera hoko dzavo makona ese
Asi iwe usamborohwa nehana iwe
Ndati iwe usamborohwa nehana, teerera
Chiono chaiko hachisi Chavo and vision Yako haisi yavo
Nechipo chaiko hachisi chavo, tarira mberi Nehushingi
Nhandare ndiyoyi, bhora rimwe chete, Magedhi aripa nzvimbo
Asi hana dzavo dzave busy kurova, pane Zvaitika
Mapinda game changer haaaa
Economy yakasunga,
Vazhinji vachichema Asi iwe pinda
Nekaitiro kako, usatevera Vane mazano akaenda
Economy yakasunga,
Vazhinji vachichema Asi iwe pinda
Nekaitiro kako, usatevera Vane mazano akaenda
Wotoita game changer iwewe
Wotoita game changer iwewe (game Changer)
Utori game changer iwewe (game changer)
Wotoita game changer iwewe (game Changer)
Wotoita game changer
Mwari vanozarurira zvakavanzika kuva Shoma shoma, nguva ne nguva
Ishe vanozarurira zvakavanzika kuva Shoma shoma nguva ne nguva
Bhaibheri ndiroro, Jesu mumwe chete Ndiyeye akangoparidza nana Pauro
Asi shoko renyu mu apositora masimudza nyika
Minana yaiveko kubvira kare
Chiporofita chaiveko kubvira kare
Asi maonero enyu baba makanyanya Heyayee
Munonhonga tsono pasi penyanza
Mutori game changer baba
Mutori game changer imimi (game Changer)
Mutiri game changer baba (game changer)
Mutori game changer imimi (game Changer)
Mutori game changer baba (game changer)
Mutori game changer
Mu area mako imomo iva game changer
Vaimbi variko ma game changer
Vatambi variko ma game changer
Mu area mako imomo uri game changer
Vachakuona vagokuziva, havakukangamwi Nyangwe zvodii
Ma bank ariko ma game changer
Ma network ariko ma game changer
Ma mhepo ariko ma game changer
Pamangopinda pa mhepo mushamarari Mufaro wese wawedzera sei?
Mutori game changer Mr DJ
Mutori game changer imimi (game Changer)
Mutori game changer Mr DJ (game Changer)
Mutori game changer imimi (game Changer)
Wotoita game changer Lady DJ (game Changer)
Wotoita game changer iwewe (game Changer)
Wotoita game changer Lady DJ (game Changer)
Wotoita game changer
Pamangopinda team team ndimwi Masimudza morari (morari)
Pamangopinda team team (morari) ndimwi Mawedzera morari
Pamangopinda team team ndimwi Mawedzera morari
Ma cadre, pamangopinda team team
Ma zora cadre, ndimwi mawedzera morari
Morari machinda, pamangopinda team Team
Morari mu camp, ndimwi masimudza Morari
Muri ma game changer imimi (game Changer)
Muri ma game changer




Game changer
Vachakuona vagokuziva, havakukangamwi Nyangwe zvodii

Overall Meaning

The lyrics of the song Game Changer by Leonard Karikoga Zhakata are a call to action for individuals to become game changers themselves. The song is about taking ownership of one's life and not being content with being a bystander. The song encourages people to use their voices to speak up against injustice and to work hard to change their environments. The repeated phrase "game changer" emphasizes the importance of taking action and being the change one wants to see in the world.


The song also touches on the idea of economic empowerment and encourages people to use their skills and resources to make a difference in their communities. It suggests that while others may be content with complaining about the state of the economy or waiting for someone else to come and fix things, individuals should take it upon themselves to be proactive and find solutions.


Overall, the lyrics of the song Game Changer are a call to action for individuals to use their voices and resources to effect change in their communities and in society at large.


Line by Line Meaning

Zvawada izvi zvinoda kutoruma muromo, Teerera
Listen carefully to what I am about to say, pay close attention


Uchavawana variko vachiita madiro
You will find those who are making moves


Vakatorevera hoko dzavo makona ese
Be focused on your own goals and do not be distracted by what others are doing


Asi iwe usamborohwa nehana iwe
Do not be deceived, stay true to yourself


Chiono chaiko hachisi Chavo and vision Yako haisi yavo
What you see is not what you get, be aware of manipulations and stay true to your vision


Nechipo chaiko hachisi chavo, tarira mberi Nehushingi
Even what is in your hands is not really yours, be content and look ahead for greater things


Nhandare ndiyoyi, bhora rimwe chete, Magedhi aripa nzvimbo
Opportunities are rare, seize the right one and make the most of it


Asi hana dzavo dzave busy kurova, pane Zvaitika
Those who are too busy criticising have nothing better to do


Mapinda game changer haaaa
Here comes the game changer


Economy yakasunga, Vazhinji vachichema Asi iwe pinda Nekaitiro kako, usatevera Vane mazano akaenda
As the economy struggles and many cry, you can make a difference by being innovative and pursuing opportunities


Wotoita game changer iwewe
You can be the game changer


Mwari vanozarurira zvakavanzika kuva Shoma shoma, nguva ne nguva
God works in mysterious ways, be patient and trust the process


Bhaibheri ndiroro, Jesu mumwe chete Ndiyeye akangoparidza nana Pauro
The Bible is clear, Jesus is the only way, follow him like Paul did


Asi shoko renyu mu apositora masimudza nyika Minana yaiveko kubvira kare Chiporofita chaiveko kubvira kare Asi maonero enyu baba makanyanya Heyayee Munonhonga tsono pasi penyanza
As apostles you have the power to change the nation. The prophets of old have already set a precedent. Your teachings are relevant, do not hold back. You have authority to overcome any hindrance


Mutori game changer baba
You are the game changer


Mu area mako imomo iva game changer Vaimbi variko ma game changer Vatambi variko ma game changer
In your area, there are those who are making moves, those who are pushing boundaries


Ma bank ariko ma game changer Ma network ariko ma game changer Ma mhepo ariko ma game changer
The banks, the networks, and even the winds are game changers


Pamangopinda pa mhepo mushamarari Mufaro wese wawedzera sei?
As the wind blows, what joy is it bringing?


Mutori game changer Mr DJ
Even the DJ can be the game changer


Wotoita game changer Lady DJ
Even the lady DJ can be the game changer


Pamangopinda team team ndimwi Masimudza morari (morari) Ma cadre, pamangopinda team team Ma zora cadre, ndimwi mawedzera morari Morari machinda, pamangopinda team Team Morari mu camp, ndimwi masimudza Morari
As groups come together, they can change the nation. Whether they are political or social, they can achieve their goals together


Muri ma game changer imimi
You are the game changers


Game changer
Be the one who changes the game


Vachakuona vagokuziva, havakukangamwi Nyangwe zvodii
Those who see, understand; those who do not, will never know




Writer(s): Leonard Karikoga Zhakata

Contributed by Christian R. Suggest a correction in the comments below.
To comment on or correct specific content, highlight it

Genre not found
Artist not found
Album not found
Song not found
Comments from YouTube:

@solomonjamesjohnson2260

Vision yako haisi yavoo❀

@FLETCHERTAMAI-yo8vj

Zora zora

@samsonmoseszambara7511

I love this version..... Zora family

@brytonmasaire5542

Long live to Zora music long live πŸ™πŸ™πŸ’ƒ

@lloydfifteen

Zora Music to the world 🌍!

@leonardjokochoko3805

Thank you for this piece of art. I want to be a game changer too

@respectthakaya

Yaa this song πŸ™

@deannoah6757

Iove zora music .longlive baba chamu

@rasterman4597

Much luv Madhara engomaπŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜β€πŸ’›πŸ”₯πŸ”₯πŸ‡ΏπŸ‡Ό

@p.ndlovu

nice one❀

More Comments

More Versions