Genre not found
Artist not found
Album not found
Song not found

Leonard Zhakata Lyrics


Aita Chake Aita chake ndihombarume vakomana Yemuraivo Yemuraivo Aita ch…
Aita Chake (hombarume) Aita chake ndihombarume vakomana Yemuraivo, yemuraivo Aita c…
Batai Mazwi Kana ndichi shaura, batai mazwi Kuiitira mangwana Kana ndich…
Bhora rembabvu Zvakanaka kunemi matenderana Tokushuvirai mondogara zvakanak…
Chibingaidzo Wakandiudza paya mwana wamai Wakange waoneiko Wakandiudza pa…
Chido ndinacho Inga ndasimudza maoko angu ose ini ndichibvuma Kubvirowaridz…
Chitubu cherudo Paye pandaiuya kwenyu Ndainge ndaitokunetsa babe Paye pandai…
Chitupe Handisirini ndakazvinyorawo Handisirini ndakazvitaura Ndango…
Chiuyaka Kana ndisingakanganisi takatendarana Kuti pakuyambuka tichab…
Dzave ndangariro Mudikani kufa wasvova Usina nekumbondipawo ruonekedzo Wadari…
Gomba remarara Uri kunzunzutira wasaririra kwakaenda vamwe kunopira zvichem…
Handina wangu Ndaisunga hata kutakura ranguwo svinga Nditsigewoka kana uri…
Hupenyu Mutoro Gona rehupfumi dikita kushinga Hopeka hadzina ndima mwachewe…



Kandirendire Hoka Shirley yee Shirley yee Shirley yee Shirley yee Shirley…
Karigoni Vakomanawe mandishoreiko Ndati vakomana ini mandishorewo cho…
Kingston yevaviri Vadikani kusaziva hufa ndiziviseiwo pandisinga zive vadikani…
Kundiso Kana iriyo raramiro yacho Marwadzo mupfungwa nepamweya handi…
Maruva Enyika Zvakauya seiko mupfungwa, dzenyu mwari mambo Kutisikira maru…
Mugove Vakuruwe ndipeiwo kamukana kangu Ndinyevere vaye vaye Vakawa…
Nhamodzenyika Honaka mwanangu zvawadai wakura chirega ndikupewo chirairo c…
Segwayana Inga ndinokuuchirai wani Inga ndinokuuchirai wani Inga ndin…
Tsime rapwa Tsime rapwa mudiwa kani Tsime rapwa mudiwa kani Tsime rapwa …
Unochemeyi Vanondichengeta vari kumatengawo Ndine zvinondinetsa mumoyo …


Trevor


on Ndima yangu

pane ane latest virsion mwenza pliz sentme on app+27846641759

Dr Para Nyakuwa


on Yeukai

The song Yeukai is just a jam. The old Baba Chamu was excellent

mbidzo


on Chido ndinacho

Chido ndinachoby Leonard ZhakataInga ndasimudza maoko angu ose ini ndichibvumaKubvirowaridza nezvanza zvangu zvose ini ndichisarendaKuti zveutsinye ini ndakatosiira vaye vasingaziveKana riri godo ini ndakatosiira vaya vepfungwa shomaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa nezviitoZvakanaka kurumbidzwa nemabasa pachokwadiKwete kunatsa meso nenyemwereroMoyo une ruvengoKwete kunatsa meso nenyemwereroMoyo une uurayiZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa nezviitoZvakanaka kurumbidzwa nemabasa pachokwadiSaka vanosemwa ini ndinokudanai ndigodya nemiKune vanosemwa ini ndinokudanai ndigodya nemiKana uchichema hama ndinokudana tigonyaradzanaKana wakasuwa ini ndinokudana tigotandadzanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaChido ndinacho chekukupai mose asi ndinoshayaChido ndinacho chekukuberekai asi simba handinawoSaka vanosemwa ini ndinokudanai ndigodya nemiZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa pachokwadiHoyo hoyo hoyoHoyo ndaziva nezvechakanaka ndochiwana seiHoyo ndaziva pandinoda kuenda ndopasvika seiHoyo ndaziva nezvetsiye nyoro ndodzipa aniHoyo ndaziva nezverudo nhasi ndorwupiwa naaniHoyo hoyo hoyo hoyo hoyo hoyo hoyoooKokaa!Hoyo hoyo hoyo hoyo hoyoZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa pachokwadiHunhu'hu hunoda kumiminwa sehundiTisazokanganwaHunhu'hu hunoda kumiminwa sehundiTisazokanganwaGomo guru rakapera nekuwondomokera vakomanaGomo guru rakapera nekuwondomokeraTisazokanganwaGomo guru rakapera nekuwondomokera vakomanaGomo guru rakapera nekuwondomokeraTisazokanganwaKuti hunhu'hu hunoda kumiminwa sehundiHunhu'hu hunoda kumiminwa sehundiNemashokowo anoda kupepetwawo zvazviriNemashokowo anoda kupepetwawo zvazviriUsati warevaRuramisa mabasa ako pasina kutya ngana hama yanguRuramisa mabasa ako pasina kutya ngana hama yanguHunhu'hu hunoda kumiminwa sehundiZvakanaka kurumbidzwa nemabasa vakomanaZvakanaka kurumbidzwa nemabasa pachokwadiHoyo hoyo hoyoHoyo ndaziva nezvechakanaka ndochiwana seiHoyo ndaziva pandinoda kuenda ndopasvika seiHoyo ndaziva nezvetsiye nyoro ndodzipa aniHoyo ndaziva nezverudo nhasi ndorwupiwa naaniHoyo hoyo hoyo hoyo hoyo hoyo hoyooo

powerful msg

More Versions