Shiri Yakangwara
Leonard Dembo Lyrics


Jump to: Overall Meaning ↴  Line by Line Meaning ↴

Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo

Mwana iwe newewo ngwara iwe eeeh
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo

Mwana iwe newewó ngwara iwe eeeh
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwana iwe newewo ngwara iwe eeeh
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo

Mwana iwe newewo ngwara iwe eeeh
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti

Pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe eeeh
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga,

Kuti pasawana vayo, ngwara iwe eeeh
Inokandira mazai akafanana nevhu,

Iyo Hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe eeeh

Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
Mwana iwe newewo ngwara iwe eeeh

Mujuru unovaka imba yawo mvura isati
Yaturuka iyo, mwana iwe, newewo ngwara iwe eeeeh
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga,
Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe eeh
Zano rako chete, ndiro guru pakumisa bango rako
Zano rako chete, ndiro guru pakumisa musha wako
Hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga




Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga
Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako

Overall Meaning

The lyrics of Leonard Dembo's song "Shiri Yakangwara" are about the bird that lays an egg in the nest and then flies away, leaving the egg to be hatched and the bird to grow up on its own. The song reflects on the challenges that come with raising a child and the importance of providing for them so that they can grow up to be successful. The first verse talks about the bird laying its egg in the nest during the time it is available. The chorus repeats the line "Mwana iwe newewó ngwara iwe" which translates to "my child, you are like the bird" and serves as a reminder that the child is reliant on the parent to provide for them.


The second verse then talks about the challenges that come with raising a child, with the example of the farmer who has to plant their crops before the rain comes to ensure that they grow. Similarly, the parent must provide for their child before they grow up so that they can have a successful life. The third verse then talks about the importance of protecting your child from those who would harm them, with the example of the hunter who would take the bird's young if they are not protected. The final verse brings the message together, with the statement that one's only duty is to raise their child well and provide for them, and in doing so, they will be remembered.


Line by Line Meaning

Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
The bird with beautiful feathers spreads its wings when time is right


Mwana iwe newewo ngwara iwe eeeh
You, my child, inherit its beauty


Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
The farmer plants crops in anticipation of rain, even in uncertain times


Kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti Pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe eeeh
The warrior plants crops in distant lands so that his children won't go hungry, inheriting the beauty of the bird


Inokandira mazai akafanana nevhu, Iyo Hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe eeeh
The bird gathers eggs that look the same, but can only be distinguished by the wise, passing on its beauty to future generations


Zano rako chete, ndiro guru pakumisa bango rako
Your wealth is only shown by how you use it to benefit your community


Zano rako chete, ndiro guru pakumisa musha wako
Your wealth is only shown by how you use it to benefit your family and home


Hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
Your true strength is in standing up for what you believe in


Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga
Your true strength is in your ability to think for yourself


Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako
Your wealth is only shown by how you use it to benefit your community




Contributed by Riley O. Suggest a correction in the comments below.
To comment on or correct specific content, highlight it

Genre not found
Artist not found
Album not found
Song not found

Sallie Waha Manguvhewa


on Chitekete

can some pls translate this song to english

More Versions