Genre not found
Artist not found
Album not found
Song not found

Ruva Rashe
Leonard Dembo & The Barura Express Lyrics


Imba Yemashoko Ndiwe wakakunda murudo rwangu Nguva ichasvika uchapembera us…
Ndave Sekete Mhuri inochema zuva nezuva yenyu inzweivo Munhamo nezvinonet…
Ngavakudziwe Mwana wamambo murandakumwe Chisiri chako chinokuvadza neshun…
Ruva Rashe Mwana uye Ruvarashe Zvinonongova mumoyo rwendo rwembwa Mwana…
Vane Mazita Ngavaremekedzwe Amai mwana imi munoposha chokwadika Amai mwana imi munoposh…


LETEKE LUCHY


on Sarura Wako

Sarura wako anotamba zvaunoda ka
Choose yours who play how you like

Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo
I will also chose mine who plays how i like

Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
My grandmother olays with her peers

Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
You play, let's see our young girls dance

Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
My love, hug me, that's what I want

Kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini
Not just giving love to everyone, but to me only

Ndiri wako inini dhiya ndinokuda inini sweetie
I am yours my love, I love you my sweetie

Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
When I think of you, I feel both happiness and pain

Kune zvakawanda zvinotitadzisa
There are many things that bother us

Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
Let's unite despite the community's opposition

Benedict


on Zvaunoda Handizvigoni

Best song/linwe la madinga mahulwane

Gift hamz


on Chitekete

We play these songs at the garage like everyday, legends are legends much respect to you mukomana

Collen ndlovu


on Mutadzi Ngaaregererwe

Sometimes I cry when I play Dembo but I don't understand the meaning of what he says, power of music I guess

Phuti hlako


on Mutadzi Ngaaregererwe

I am proudly south African ND I'm still Young bt my Grandfather used to play diz man,

Bvuma willard


on Vane Mazita Ngavaremekedzwe

Best of his latest songs